Musangano wakanangana nekuenzanisa mikana pakati pevanhukadzo nevanhurume uri kuenderera mberi kumuzinda weUnited Nations kuNew York. Musangano uyu unozi Commission on the Status of Women (CSW) ndiwo ...
Gurukota rinoona nezvekudyidzana nedzimwe nyika muAmerica VaMarco Rubio vari muJeddah, Saudi Arabia, kumusangano neUkraine wekuyedza kupedza hondo pakati penyika iyi neRussia. Musangano uyu uri kuitwa ...
Mumhanyi akaita mukurumbira kuma 2000 ne 2004 Paralympic Games Elliot Mujaji ari kuchema nekushaikwa kwedzinhadare dzekushandisa izvo anoti zvauraya mitambo munyika. Michael Kariati anotipa nyaya iyi.
Mutungamiri wenyika yeAmerica VaDonald Trump nhasi vatura mashoko pamberi pematare anoti reHouse of Representatives neSenate. VaTrump vave nemavhiki matanhatu kubva zvavatora mhiko kuti vatange ...
Kunyange hazvo mutungamiri wenyika VaEmmerson Mnangagwa svondo rino vakadzokorora zvakare mashoko avo ekuti vachasiya chigaro panopera temu yavo yepiri muna 2028 sezvakatarwa nebumbiro remitemo ...
Vanoona nezvemamiriro ekunze ve Met Department vari kuyambira vanhu munyika nezvemafashamu ari kutarisirwa kune dzimwe nzvimbo munyika kubva mangwana kusvika musi we china. Vanoti kuri kutarisirwa ...
Mutungamiri wenyika yeAmerica VaDonald Trump nhasi vataura parunhare nemutungamiri wenyika yeRussia VaVladimir Putin vakawirirana kuti nhaurirano dzekupedza hondo dzitange nechimbichimbi. Hondo iyi ...
Vakuru vehurumende muWashington DC vanoti hapana kana munhu mumwe chete akapona mushure mekubonderana mudenga kwendege yeAmerican Airlines nechokopokopo chemauto pedyo nenhandare yeRonald Reagan ...
The code has been copied to your clipboard.
Mutungamiri wenyika yeAmerica achangobva kugadzwa, VaDondal Trump, vanoti vachadzinga vabvakure vasina magwaro ekugara muAmerica zviri pamutemo. VaTrump vagadzwa semutungamiri wenyika mushure ...
Zanu-PF yatangazve kuita misangano ichiti mutungamiri webato iri nenyika 7 VaEmmerson Mnangagwa varambe vachitungamira kunyangwe bumbiro remitemo richiti vanofanira kusiya basa muna 2028. Nyaya iyi ...
Vakawanda munyika vanoti 2024 igore range risina kumira zvakanaka sezvo bato reZanu PF raitonga nedemo ukuwo bato guru rinopikisa reCitizens Coalition for Change (CCC) rakaparara mushure mekunge ...
Some results have been hidden because they may be inaccessible to you
Show inaccessible results