Sangano rinomirira vashandi vehurumende reZimbabwe Confederation of Public Sector Trade Unions (ZCPSTU) ranyorera tsamba kugurukota rezvevashandi VaJuly Moyo richivakurudzira kuti vadaidzire musangano ...
Mwanakomana wevaimbova mutungamiri nyika mushakabvu Robert Mugabe, Chatunga Bellarmine asungwa nhasi kuBeitbrdge achipomerwa mhosva yekurova mupurisa paroad block. Ari kunzi nebepanhau reNewsday ...
Mutungamiri weAmerica uye vari mutungamiri webato remaDemocrats, VaJoe Biden, vari panguva yakaoma yekuti vabude pachena nepavamire panyaya yekuti vokwikwidza here kana kuti kwete musarudzo ...
Kunyange hazvo mutungamiri wenyika VaEmmerson Mnangagwa svondo rino vakadzokorora zvakare mashoko avo ekuti vachasiya chigaro panopera temu yavo yepiri muna 2028 sezvakatarwa nebumbiro remitemo ...
Muzinda weAmerica muZimbabwe nhasi waramba mashoko akataurwa nemutungamiriri wenyika, VaEmmerson Mnangagwa kuRussia svondo rapera ekuti United States iri kusimbaradza hukama hwayo neZambia neMalawi ...
Vaimbova mumiriri weMkoba north mudare reparamende VaAmos Chibaya vamiswa pamberi pedare ramejastiriti nhasi vachipomerwa mhosva yekupesvedzera mhirizhonga panze pedare remajastiriti paitongwa nyaya ...
Sangano rinoita nezvetsvakiridzo Re Afro Barometer richishanda nere Mass Public Opinion Institute raburitsa zvakabuda muongororo yarakaita panyaya yehutongi hunodiwa nevanhu muZimbabwe. Tsvakiridzo ...
Mutungamiri wenyika yeAmerica VaJoe Biden nhasi vataura kunyika yavo nezvedanho ravo rekuregedza kukwikwidza musarudzo yemutungamiri wenyika ichaitwa muna Mbudzi gore rino vakamirira bato ...
Muchirongwa chedu chemagitare chesvondo rino taita rombo rakanaka rewana hurukuro nagwenyambira ane mukurumbira, Wilfred Tichaona MaAfrica, uyo anonyanyozivikanwa nerebasa rekuti Nyamasvisva.
Vanhu vakaremara, zvikuru vaye vasinganzwi nekutaura, zvinovarwadza mumuviri yavo nokuti vazhinji vacho havagone mutauro wemaoko weSign Language. Gogo Dudzai Gomo vaudza Studio 7 kuti vakadzidzisa ...
Vakuru vehurumende muWashington DC vanoti hapana kana munhu mumwe chete akapona mushure mekubonderana mudenga kwendege yeAmerican Airlines nechokopokopo chemauto pedyo nenhandare yeRonald Reagan ...
Nyanzvi mune zvehupfumi nekudyidzana kwenyika dzapasi rose uye vachidzidzisa paDeVry Univeristy kuOhio muAmerica Muzvinafundo Elliot Masocha vanoti havaone vakamirira kutoreswa mhiko yekuve ...
Some results have been hidden because they may be inaccessible to you
Show inaccessible results